Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakazarurwa 20:14-15

Zvakazarurwa 20:14-15 BDSC

Ipapo rufu neHadhesi zvakakandwa mudziva romoto. Dziva romoto ndirwo rufu rwechipiri. Kana munhu akawanikwa zita rake risina kunyorwa mubhuku roupenyu, akakandwa mudziva romoto.