Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakazarurwa 14:10

Zvakazarurwa 14:10 BDSC

naiyewo achanwa waini yokutsamwa kwaMwari, yakadirwa sezvairi mumukombe wehasha dzaMwari. Achatambudzwa nesafuri inopfuta pamberi pavatumwa vatsvene napamberi peGwayana.