Ndianiko achandirwira pane vakaipa? Ndianiko achandibatsira pavaiti vezvakaipa? Dai Jehovha asina kundibatsira, ndingadai ndakakurumidza kugara parunyararo rworufu. Pandakati, “Rutsoka rwangu rwotedzemuka,” rudo rwenyu, imi Jehovha, rwakanditsigira. Pandakava nokufunganya kukuru mandiri, kunyaradza kwenyu kwakandivigira mufaro kumweya wangu.
Verenga chikamu Mapisarema 94
Terera ku Mapisarema 94
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 94:16-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo