Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 91:4-6

Mapisarema 91:4-6 BDSC

Achakufukidza neminhenga yake, uye uchawana utiziro pasi pamapapiro ake; kutendeka kwake kuchava nhoo yako norusvingo rwako. Haungatyiswi nokuvhundutsa kwousiku, kana museve unopfurwa masikati, kana hosha inofamba murima, kana denda rinoparadza masikati.