Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 91:14-16

Mapisarema 91:14-16 BDSC

“Nokuti anondida,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “neni ndichamununura; ndichamudzivirira, nokuti anoziva zita rangu. Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza. Ndichamugutsa noupenyu hurefu, uye ndichamuratidza ruponeso rwangu.”