Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 71:5-6

Mapisarema 71:5-6 BDSC

Nokuti muri tariro yangu, imi Ishe Jehovha, ndakavimba nemi kubva pauduku hwangu. Ndakazendamira pamuri kubva pakuberekwa kwangu; ndimi makandibudisa mudumbu ramai vangu. Ndicharamba ndichikurumbidzai.