Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 71:20-21

Mapisarema 71:20-21 BDSC

Kunyange imi makandiratidza matambudziko mazhinji uye anorwadza, muchadzosa upenyu hwangu zvakare; kubva kwakadzika kwepasi muchandibudisazve. Muchawedzera kukudzwa kwangu, uye muchandinyaradzazve.