Nokuti imi, iyemi Mwari, makatiedza; mukatinatsa sesirivha. Makatipinza mutorongo mukatitakudza mitoro pamisana yedu. Makabvumira vanhu kukwira pamisoro yedu; takapinda mumoto nomumvura, asi makatiisa kunzvimbo ine zvakawanda.
Verenga chikamu Mapisarema 66
Terera ku Mapisarema 66
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 66:10-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo