Munoshongedza gore nekorona yezvakawanda zvenyu, uye ngoro dzenyu dzinopfachukira nezvakawanda. Uswa hwomurenje hwopfachukira; zvikomo zvakafukidzwa nomufaro. Mafuro azara namapoka emakwai, uye mipata yafukidzwa nezviyo; zvinodanidzira nomufaro uye zvinoimba.
Verenga chikamu Mapisarema 65
Terera ku Mapisarema 65
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 65:11-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo