Kurumbidzwa kwakakumirirai, imi Mwari, muZioni; kwamuri mhiko dzedu dzichazadziswa. Haiwa, imi munonzwa munyengetero, vanhu vose vachauya kwamuri.
Verenga chikamu Mapisarema 65
Terera ku Mapisarema 65
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 65:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo