Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 55:16-18

Mapisarema 55:16-18 BDSC

Asi ini ndinodana kuna Mwari, uye Jehovha anondiponesa. Madekwana, mangwanani namasikati ndinochema mukushushikana, uye iye anonzwa inzwi rangu. Anondidzikinura ndisina kukuvara kubva pahondo inondirwisa, kunyange zvazvo vazhinji vachindipikisa.