Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 53:2-3

Mapisarema 53:2-3 BDSC

Mwari anotarira ari kudenga, pavanakomana vavanhu, kuti aone kana aripo anonzwisisa, kana aripo anotsvaka Mwari. Mumwe nomumwe wavo akadzokera shure, vakava vakaora pamwe chete; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.