Handisi kuda hando inobva mudanga rako, kana mbudzi inobva muzvirugu zvako, nokuti mhuka dzose dzesango ndedzangu, nemombe pamakomo chiuru. Ndinoziva shiri dzose dziri mumakomo, uye zvisikwa zvose zvesango ndezvangu. Kana dai ndaiva nenzara, handaikuudza iwe, nokuti nyika ndeyangu, nezvose zviri mairi.
Verenga chikamu Mapisarema 50
Terera ku Mapisarema 50
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 50:9-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo