Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 39:5

Mapisarema 39:5 BDSC

Makaita mazuva angu soupamhi hwechanza changu; kuwanda kwamakore angu kwakaita sechinhu chisipo pamberi penyu. Upenyu hwomunhu mumwe nomumwe mweya bedzi.