Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 36:7-9

Mapisarema 36:7-9 BDSC

Haiwa rudo rwenyu rusingatongoperi runokosha sei! Vose vakuru navaduku pakati pavanhu vanovanda mumumvuri wamapapiro enyu. Vanogutswa nezvakawanda zvomumba menyu; munovanwisa kubva parwizi rwenyu runofadza. Nokuti kwamuri ndiko kune chitubu choupenyu; muchiedza chenyu tinoona chiedza.