Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 34:18-20

Mapisarema 34:18-20 BDSC

Jehovha ari pedyo navane mwoyo yakaputsika uye anoponesa avo vakapwanyika pamweya. Akarurama angava namatambudziko mazhinji, asi Jehovha anomurwira paari ose; anochengetedza mapfupa ake ose, hakuna nerimwe rawo richavhunika.