Imbirai Jehovha, mufarisise, imi vakarurama; zvakanaka kuti vakarurama vamurumbidze. Rumbidzai Jehovha nembira; muimbirei nziyo nomutengeranwa une hungiso gumi. Muimbirei rwiyo rutsva; muridze zvakanaka, mugopururudza nomufaro. Nokuti shoko raJehovha rakarurama uye nderechokwadi; iye akatendeka pane zvose zvaanoita. Jehovha anoda kururama nokururamisira; nyika izere norudo rwake rusingaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 33
Terera ku Mapisarema 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 33:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo