Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 32:1-2

Mapisarema 32:1-2 BDSC

Akaropafadzwa uyo akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake. Akaropafadzwa munhu asingaverengerwi zvivi zvake naJehovha, uye asina kunyengera mumwoyo make.