Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 3:3-7

Mapisarema 3:3-7 BDSC

Asi imi Jehovha, muri nhoo yakandipoteredza; munoisa rukudzo pandiri uye munosimudza musoro wangu. Kuna Jehovha ndinodana nenzwi guru, uye anondipindura ari pagomo rake dzvene. Sera Ndinovata pasi ndigokotsira; ndinomukazve, nokuti Jehovha anonditsigira. Handizotyi makumi ezviuru vakandikomba kuti vandirwise. Simukai, imi Jehovha! Ndirwirei, imi Mwari wangu! Rovai vavengi vangu vose pashaya; gurai meno avakaipa.