Mapisarema 24:1-2
Mapisarema 24:1-2 BDSC
Nyika ndeyaJehovha, nezvose zviri mairi, nyika, navose vanogaramo; nokuti akaiteya pamusoro pamakungwa uye akaisimbisa pamusoro pemvura zhinji.