Mapisarema 23:1-3
Mapisarema 23:1-3 BDSC
Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa. Anondivatisa pamafuro manyoro, anondisesedza pamvura inozorodza, anoponesa mweya wangu. Anondifambisa panzira dzokururama nokuda kwezita rake.