Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 19:12-13

Mapisarema 19:12-13 BDSC

Ndianiko angaziva kukanganisa kwake? Ndikanganwirei mhosva dzangu dzakavanzika. Dzorai muranda wenyu kubva pakutadza nobwoni; ngazvirege kuva nesimba pamusoro pangu. Ipapo handizovi nemhosva, ndisina mhaka yokudarika kukuru.