Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 18:29-30

Mapisarema 18:29-30 BDSC

Norubatsiro rwenyu ndichaenda kundorwa hondo; naMwari wangu ndinogona kukwira rusvingo. Kana ari Mwari, nzira yake yakakwana; shoko raJehovha harina charingapomerwa. Ndiye nhoo yavose vanovanda maari.