Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 147:3-5

Mapisarema 147:3-5 BDSC

Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, uye anosunga maronda avo. Anotara kuwanda kwenyeredzi, anodana imwe neimwe nezita rayo. Ishe wedu mukuru uye ane simba guru; kunzwisisa kwake hakuperi.