Rumbidza Jehovha. Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu. Ndicharumbidza Jehovha mazuva ose oupenyu hwangu; ndichaimbira Mwari wangu nziyo dzokurumbidza ndichiri mupenyu. Regai kuvimba namachinda, navanhu vanofa, vasingagoni kuponesa. Mweya yavo painoenda, ivo vanodzokera kuvhu; pazuva racho iroro urongwa hwavo hunova pasina. Akaropafadzwa munhu uyo ano mubatsiri wake Mwari waJakobho, tariro yake iri muna Jehovha Mwari wake
Verenga chikamu Mapisarema 146
Terera ku Mapisarema 146
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 146:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo