Jehovha Dombo rangu ngaarumbidzwe, iye anodzidzisa maoko angu kurwa. Ndiye Mwari anondida uye nhare yangu, shongwe yangu nomudzikinuri wangu, nenhoo yangu uye ndinovanda maari, iye anoisa marudzi pasi pangu. Haiwa Jehovha, munhu chiiko zvamune hanya naye? Kana mwanakomana womunhu zvamunomufunga?
Verenga chikamu Mapisarema 144
Terera ku Mapisarema 144
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 144:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo