Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 139:7-8

Mapisarema 139:7-8 BDSC

Ndingaendepiko kuti ndibve paMweya wenyu? Ndingatizirepiko kuti ndibve pamberi penyu? Kana ndikakwira kumatenga, imi muriko; kana ndikawarira mubhedha wangu kwakadzika, imi muriko.