Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; handina hanya nezvinhu zvikuru kana zvinhu zvinonyanya kushamisa. Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri. Haiwa Israeri, isai tariro yenyu pana Jehovha, kubva zvino nokusingaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 131
Terera ku Mapisarema 131
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 131:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo