Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 130:5-6

Mapisarema 130:5-6 BDSC

Ndinomirira Jehovha, mweya wangu unomirira, uye tariro yangu iri mushoko rake. Mweya wangu unorindira Ishe kupfuura varindi vanomirira rungwanani.