Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 128:3-4

Mapisarema 128:3-4 BDSC

Mukadzi wako achava somuzambiringa unobereka, pakati peimba yako; vanakomana vako vachaita samabukira omuorivhi, vakakomberedza tafura yako. Ndizvo zvakaita munhu akaropafadzwa, anotya Jehovha.