Mapisarema 127:3-4
Mapisarema 127:3-4 BDSC
Vanakomana inhaka inobva kuna Jehovha, vana mubayiro unobva kwaari. Semiseve mumaoko emhare ndizvo zvakaita vanakomana voujaya.