Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 122:6-9

Mapisarema 122:6-9 BDSC

Nyengetererai rugare rweJerusarema: “Vanokuda dai vagara zvakanaka. Dai mukati mamasvingo ako maita rugare, nokuchengetedzeka mukati menhare dzako.” Nokuda kwehama neshamwari dzangu, ndichati, “Rugare ngaruve mukati mako.” Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu, ndichatsvaka kubudirira kwako.