Haangatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke, muchengeti wako haangakotsiri; zvirokwazvo, muchengeti waIsraeri haangakotsiri kana kuvata. Jehovha anokurinda, Jehovha ndiye mumvuri wako kuruoko rwako rworudyi; zuva haringakubayi masikati, kana mwedzi usiku. Jehovha achakuchengeta pane zvose zvinokuvadza, iye acharinda upenyu hwako
Verenga chikamu Mapisarema 121
Terera ku Mapisarema 121
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 121:3-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo