Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 119:105-107

Mapisarema 119:105-107 BDSC

Shoko renyu ndiwo mwenje wetsoka dzangu, nechiedza chenzira yangu. Ndakaita mhiko ndikaisimbisa, kuti ndichatevera mirayiro yenyu yakarurama. Ndakatambudzika kwazvo; chengetedzai upenyu hwangu, imi Jehovha, zvakafanira shoko renyu.