Jehovha akandiranga kwazvo, asi haana kundiisa kurufu. Ndizarurireiwo masuo okururama; ndichapinda ndigovonga Jehovha. Iri ndiro suo raJehovha panopinda navakarurama. Ndichakuvongai, nokuti makandipindura; makava ruponeso rwangu. Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona
Verenga chikamu Mapisarema 118
Terera ku Mapisarema 118
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 118:18-22
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo