Haiwa mweya wangu, chizorora zvakare, nokuti Jehovha akakuitira zvakanaka. Nokuti imi, iyemi Jehovha, makarwira mweya wangu parufu, meso angu pamisodzi, uye makumbo angu pakugumburwa, kuti ndifambe pamberi paJehovha munyika yavapenyu. Ndakatenda; naizvozvo ndakati, “Ndiri kutambudzika kwazvo.” Uye pakuvhunduka kwangu ndakati, “Vanhu vose vanoreva nhema.” Ndingaripira seiko Jehovha pamusoro pokunaka kwake kwose kwandiri?
Verenga chikamu Mapisarema 116
Terera ku Mapisarema 116
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 116:7-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo