Ipapo ndakadana kuzita raJehovha ndikati, “Haiwa Jehovha, ndiponesei!” Jehovha ane nyasha uye akarurama; Mwari wedu azere netsitsi. Jehovha anodzivirira vakatendeka pamwoyo; pandakanga ndiri pakushayiwa kukuru, iye akandiponesa. Haiwa mweya wangu, chizorora zvakare, nokuti Jehovha akakuitira zvakanaka.
Verenga chikamu Mapisarema 116
Terera ku Mapisarema 116
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 116:4-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo