Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 113:5-8

Mapisarema 113:5-8 BDSC

Ndianiko akaita saJehovha Mwari wedu, iye anogara pachigaro choushe chokumusoro-soro, anokotamira pasi kuti aone zviri kudenga napanyika? Anosimudza murombo kubva muguruva, uye anosimudza vanoshayiwa kubva padurunhuru ramadota; anovagadza namachinda, namachinda avanhu vavo.