Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 113:4-6

Mapisarema 113:4-6 BDSC

Jehovha anosimudzirwa pamusoro pendudzi dzose; kubwinya kwake kuri pamusoro pamatenga. Ndianiko akaita saJehovha Mwari wedu, iye anogara pachigaro choushe chokumusoro-soro, anokotamira pasi kuti aone zviri kudenga napanyika?