Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 108:1-3

Mapisarema 108:1-3 BDSC

Mwoyo wangu wakasimba, Mwari imi; ndichaimba uye ndichaimba zvakanaka nomwoyo wangu wose. Muka iwe mutengeranwa nembira! Ndichamutsa mambakwedza. Haiwa Jehovha ndichakurumbidzai pakati pendudzi; ndichaimba nezvenyu pakati pamarudzi. Kutendeka kwenyu kunosvika kumatenga.