Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 106:47-48

Mapisarema 106:47-48 BDSC

Tiponesei, imi Jehovha Mwari wedu, uye mutiunganidze kubva kundudzi, kuti tigovonga zita renyu dzvene. Tigofara mukurumbidzwa kwenyu. Jehovha ngaarumbidzwe, iye Mwari waIsraeri, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose ngavati, “Ameni!”