Akavaponesa kubva muruoko rwomuvengi; akavadzikinura kubva muruoko rwomuvengi. Mvura zhinji yakafukidza vadzivisi vavo; hakuna mumwe wavo akapona. Ipapo vakatenda vimbiso dzake vakaimba vachimurumbidza. Asi vakakurumidza kukanganwa zvaakanga aita, uye vakasamirira kurayira kwake. Havana kuzvidzora pakukara kwavo mugwenga; vakaedza Mwari murenje. Saka akavapa zvavakakumbira, asi akatuma chirwere chinopedza muviri pamusoro pavo.
Verenga chikamu Mapisarema 106
Terera ku Mapisarema 106
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 106:10-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo