Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 106:1-5

Mapisarema 106:1-5 BDSC

Rumbidzai Jehovha. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi. Ndianiko angaparidza mabasa aJehovha esimba, kana kureva kurumbidzwa kwake kwose? Vakaropafadzwa vanochengeta kururamisira, vanogara vachiita zvakarurama. Ndirangarirei, imi Jehovha, pamunoratidza nyasha kuvanhu venyu, pamunovaponesa, mundibatsirewo, kuti ndifadzwe nokubudirira kwavasanangurwa venyu, kuti ndigovane pamufaro wavanhu venyu, uye ndibatane nenhaka yenyu pakurumbidza.