Akafanana nomuti wakasimwa pahova dzemvura, unobereka michero yawo nenguva yawo, uye mashizha awo haasvavi. Chinhu chipi nechipi chaanoita chinoendeka. Vakaipa havana kudaro! Vakafanana nehundi inopepereswa nemhepo.
Verenga chikamu Mapisarema 1
Terera ku Mapisarema 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 1:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo