Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 9:10-12

Zvirevo 9:10-12 BDSC

“Kutya Jehovha ndiwo mavambo ouchenjeri, uye kuziva Iye Mutsvene ndiko kunzwisisa. Nokuti neni mazuva ako achava mazhinji, uye makore achawedzerwa kuupenyu hwako. Kana uri wakachenjera, uchenjeri hwako huchakupa mubayiro; kana uri mudadi, iwe woga ndiwe uchatambura.”