Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 8:32-33

Zvirevo 8:32-33 BDSC

“Saka zvino, vanakomana vangu, teererai kwandiri; vakaropafadzwa avo vanochengeta nzira dzangu. Teererai kurayira kwangu mugova vakachenjera; musakushayira hanya.