Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 6:9-11

Zvirevo 6:9-11 BDSC

Uchasvika riniko wakarara ipapo, iwe simbe? Uchamuka riniko kubva pahope dzako? Kumbovata zvishomanana, kumbotsumwaira zvishomanana, kumbopeta maoko zvishomanana kuti ndizorore. Naizvozvo urombo huchauya kwauri segororo, uye kushayiwa somurwi akashonga nhumbi dzokurwa.