Zvirevo 4:5-7
Zvirevo 4:5-7 BDSC
Wana uchenjeri, wana kunzwisisa; usakanganwa mashoko angu kana kubva paari. Usarasa uchenjeri, ipapo huchakuchengeta; hude, ihwo hugokurinda. Uchenjeri chinhu chikuru; naizvozvo wana uchenjeri. Kunyange huchikutorera zvose zvaunazvo, wana kunzwisisa.

