Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 4:20-22

Zvirevo 4:20-22 BDSC

Mwanakomana wangu, nyatsoteerera zvandinotaura; teereresa kumashoko angu. Usaite kuti abve pameso ako, achengete pakati pomwoyo wako; nokuti upenyu kuna avo vanoawana uye noutano kumuviri wose womunhu.