Zvirevo 31:25-26
Zvirevo 31:25-26 BDSC
Simba nokukudzwa ndizvo nguo dzake; anofara akatarisana namazuva anouya. Anotaura nouchenjeri, uye kurayira kwakatendeka kuri parurimi rwake.